Back to Top

daReign - P.A.N.O Lyrics

daReign - P.A.N.O Lyrics
Official

Mmmm mmmm
Mmm mmm mmm
Ndine mibvunzo yandakabvunzwa ndichisvika pano
Ndikanzi iwewe urikuendepi netuma ngoma twako
Unomboziva here kuti pari kupisa pano
Ndakavaudza kuti inini andisi kubva pano[mmmm mmmm]
Pano Pano
Pano Pano
Pano Pano
Pano Pano
Pano Pano
Pano Pano
Pano Pano
Pano Pano
Vakazoridza ndezvekwako zvikanzi apa wakabika
Ndikati Dungeon riri mupoto and rakutoibva
Tiri mageez asina noise tapfura amuone sign
Ukandi denha ndinokubaya kunge porcupine
Ndakazviona zvopedza bag zvema concubine
Titori busy tirikutsvaga generational wealth
Kuitira vana vasazo suffer kaiyo mental health
Hanzi mudhara akangosi fake gucci belt
Ndenge ndapinda muchic[dairai dairai]
Nhamo ndakanda panze[bye bye bye bye]
Ndichatohwina chete[i i i i]
Sango rinopa waneta[try try try try]

[ Correct these Lyrics ]

We currently do not have these lyrics. If you would like to submit them, please use the form below.

Writer: Kuzivakwashe Mutepaire
Copyright: Lyrics © O/B/O DistroKid

Back to: daReign

daReign - P.A.N.O Video
(Show video at the top of the page)

Performed By: daReign
Language: English
Length: 2:18
Written by: Kuzivakwashe Mutepaire

Tags:
No tags yet