Nekuda kwemazirudo andinawo
Zvinondirwadza mumoyo paunoti haihwawo
Kusvika pakukunyorera kambo kerudo saRoki
Ayiya iyaooh
Ndinorara ndakasvinura
Kudaira call yangu ritori shura
Mamessage angu hausi kumavhura
Ndikati ndokuda hauzombopindura haa
Pamwe uchandida
Kana zvinhu zvangu zvichinge zvakufaya
Uchandida zvichinge zvakufaya
Moyo wangu unenge waretire haa
Pamwe uchandida
Kana zvinhu zvangu zvichinge zvakufaya
Pamwe iwewe zvako zviri kufaya
Aiwa ini ndaedza ndatiraya
Pamwe urikufara
Pamwe urikufara
Pamwe urikufara
Asi ndaida tingofara
Pamwe urikufara
Pamwe urikufara
Pamwe urikufara
Asi ndaidaa tingofara
Pamwe urikufara
Uri padhuze ndinomhanya mhanya kunge gonzo
Shungu dzangu kuswera newe kwete nanaJonso
Ndianiko iyeye arikundidyira bhonzo
Pamwe arikumberi kwangu kunge mudonzvo
Dai wandida tararama chilife ichocho
Ndakuimbira all my life
SaKC and Jojo
Hauna basa neni haundipfugamire Pamwe uchandipfugamira ndane mari wakundipa Jombo
Ka Ka kanfuzed
Pamwe uchandida
Kana zvinhu zvangu zvichinge zvakufaya
Uchandida zvichinge zvakufaya
Moyo wangu unenge waretire
Pamwe uchandida
Kana zvinhu zvangu zvichinge zvakufaya
Pamwe iwewe zvako zviri kufaya
Aiwa ini ndaedza ndatraya
Pamwe urikufara
Pamwe urikufara
Pamwe urikufara
Asi ndaida tingofara
Pamwe urikufara
Pamwe urikufara
Pamwe urikufara
Asi ndaida tingofara
Pamwe urikufara
Handina mari zvakasunga kuti kotyo
Unongogara uchindiignowa Uchindiudza pfocho
Unonditora simple kuita kunge photo
Rimwe zuva uchazondida kana ndane goshto
Ichauya Hurricane
Ichauya ToTo
Ndaida tive happy
Ndiudze ndichafamba ipi stepi
Vanhu vachindiona ndega ndiri
Munzira
Vachiti umwe wako akaenda nepi
Pamwe urikufara
Uchandida kana zvinhu zvangu zvichinge zvakufaya
Uchandida zvichinge zvakufaya moyo wangu unenge waretire
Pamwe uchandida kana zvinhu zvangu zvichinge zvakufaya
Pamwe iwewe zvako zviri kufaya
Aiwa Ini ndaedza ndatiraya
Pamwe urikufara
Pamwe urikufara zvako zvirikufaya
Asi ndaida tingofara
Pamwe urikufara
Pamwe urikufara
Pamwe urikufara
Asi ndaida tingofara
Ndiudze ndichafamba ipi stepi
Pamwe urikufara
Ndaida tive happy
Saka ndichafamba ipi
Ndaida tive happy