Back to Top

Bone - Zvakawanda Lyrics

Bone - Zvakawanda Lyrics

Biggaz!
Biggie!
Biggie Mukaro

Zvakawanda Zvakawanda
Zvakawanda zvandinokudira bhebhi zvakawandisa
Wakanaka Unonaka

Saka Ndaimba kuti I love you Chero isirivalentine
I love you bhebhi I love you
Saka ndaimba kuti I love you Bhebhi you are mine
I love you bhebhi I love you

Inzwa nziyo yangu sweetie ndini Biggie
Nhasi ndaimba chimbo changu ndichiti sweetie mami
Sweetie mami sweetie mami
Nhasi ndoimba chimbo changu ndichiti sweetie mami
Sweetie mami sweetie mami
Nhasi ndoimba chimbo changu sweetie mami

(one)
Love inofaya mafire emoji
Bhebhi uno shaina shaina kunge ngirozi
Ireal love heart ndokukandira marozi
Saka chimoko ziva kuti ini ndinokuda becoZi
Uri fire
Vamwe havanakumbo ita sewe
Life anenge iri nani pese pandinenge newe
Bhebhi ini handidi newe
Chero sadza ini handigye kana risina kubikwa newe
Mashoko mamwe shoto ini handinzwe kana asina kutaurwa newe

[ Correct these Lyrics ]

We currently do not have these lyrics. If you would like to submit them, please use the form below.

English

Writer: Biggie Mukaro
Copyright: Lyrics © O/B/O DistroKid

Back to: Bone

Bone - Zvakawanda Video
(Show video at the top of the page)

Performed By: Bone
Language: English
Length: 2:40
Written by: Biggie Mukaro

Tags:
No tags yet