Back to Top

itsdontworry - Kecha Lyrics

itsdontworry - Kecha Lyrics
Official

Handina kumbo kecha zvekutodaro
Handina kumbo kecha zvekutodaro
Handina kumbo kecha zvekutodaro
Handina kumbo kecha zvekutodaro
Ndaifunga kuti ndichazvi feela mu bone marrow
Inga zvema feelings zvitori ne nharo
Handina kumbo kecha zvekutodaro
Handina kumbo kecha zvekutodaro
Ndamuka kuseni ndakatonanga
Haaaa nhasi zve padhen maya
Ndikatogeza ichitonhora ndichiteerera Brent Faiyaz
Kana kumbozviziva yandirikuda kutoita imayaz
Nguva yanga yareba ndisina kuona chimoko
Ndangofunga kupunyuka kunge chipoko
Freezit kuto nyungudika yaive doko
Bhebhi richifona ndisingadaire bhazi ngarisvike pronto
Man, I wonder akapfekei
Ndigodzika bhazi ndakamhanya mushop ndimutengere
Ndozviziva paachandiona achatopembembera
Man I couldn't be more wrong
Now Im singing a sad song
Angaatone mumwe mutsaga so
Mumwe asina zino so
Mumwe asina zino so
Haana kana kutondibata bho
Kutondi kicka out the door
So I dont know why she calls

[ Correct these Lyrics ]

We currently do not have these lyrics. If you would like to submit them, please use the form below.

We currently do not have these lyrics. If you would like to submit them, please use the form below.

English

Handina kumbo kecha zvekutodaro
Handina kumbo kecha zvekutodaro
Handina kumbo kecha zvekutodaro
Handina kumbo kecha zvekutodaro
Ndaifunga kuti ndichazvi feela mu bone marrow
Inga zvema feelings zvitori ne nharo
Handina kumbo kecha zvekutodaro
Handina kumbo kecha zvekutodaro
Ndamuka kuseni ndakatonanga
Haaaa nhasi zve padhen maya
Ndikatogeza ichitonhora ndichiteerera Brent Faiyaz
Kana kumbozviziva yandirikuda kutoita imayaz
Nguva yanga yareba ndisina kuona chimoko
Ndangofunga kupunyuka kunge chipoko
Freezit kuto nyungudika yaive doko
Bhebhi richifona ndisingadaire bhazi ngarisvike pronto
Man, I wonder akapfekei
Ndigodzika bhazi ndakamhanya mushop ndimutengere
Ndozviziva paachandiona achatopembembera
Man I couldn't be more wrong
Now Im singing a sad song
Angaatone mumwe mutsaga so
Mumwe asina zino so
Mumwe asina zino so
Haana kana kutondibata bho
Kutondi kicka out the door
So I dont know why she calls
Handina kumbo kecha zvekutodaro
Handina kumbo kecha zvekutodaro
Handina kumbo kecha zvekutodaro
Handina kumbo kecha zvekutodaro
Ndaifunga kuti ndichazvi feela mu bone marrow
Inga zvema feelings zvitori ne nharo
Handina kumbo kecha zvekutodaro
Handina kumbo kecha zvekutodaro
[ Correct these Lyrics ]
Writer: Dylan Kabasa
Copyright: Lyrics © O/B/O DistroKid

Back to: itsdontworry

itsdontworry - Kecha Video
(Show video at the top of the page)

Performed By: itsdontworry
Language: English
Length: 2:15
Written by: Dylan Kabasa

Tags:
No tags yet