It's Nation
Wangu
Ngavaite yavada
Kana kusasa rubber
Plus futi tisu tine data yeah
Havambotibata
Ngavaite yavada
Kana kusasa rubber
Plus futi tisu tine data yeah
Effortlessly
Effortlessly
Effortlessly
Effortlessly
Effortlessly
(Uh 3 quarter eh)
Ndichiliver yangu
Ha-han-handiterere
Vanoda kundibhaizira zvinhu zvangu
(Pacorner apo eh)
Chilling nemaface angu
Hatiterere
Vanoda kutibhaizira zvinhu zvedu
Pandomuka ndonyora nziyo
Ndotenda Mwari akandipa chipo
Mundofarira kana ndiripo
Mosasa rubber kana ndisipo
Uh yeah-yah
Tiri kuvasprayer doooom, mainsects
Vavengi vese budai muroom, maboss chete
Yah yah
Futi futi handise effort
I'm on my chill spot ngoma depotii
Ndini wacho ane remote
Ndinokutune-ai tune-ai nemarecords
Ndonyora number nemaseconds
Brain dzakazara mamelody
Munhu wese akuterera number vakille pasinawo effort
Effortlessly
(Oh whoa whoa)
(Oh whoa whoa)
Effortlessly
(Oh whoa whoa)
(Oh whoa whoa)
Effortlessly
(Oh whoa whoa)
(Oh whoa whoa)
Effortlessly
(Oh whoa whoa)
(Oh whoa whoa)
Effortlessly
Mastreets akaimba Hosanna
Hallelujah Giroriya
Vanhu vese vongobender msana
Chikule pachorira
Ingori eyi yeah e-yeaaaah kuchema
Mariro chete
Eyi yeah e-yeeaaaaaah mahateeeer
Munokwara chete
Ayy
Futi futi handise effort
I'm on my chill spot ngoma depotii
Ayy
Ndini wacho ane remote
Ndinokutune-ai tune-ai nemarecords
Ndonyora number nemaseconds
Brain dzakazara mamelody
Munhu wese akuterera number vakille pasinawo effoooortii
Effortlessly
Effortlessly
Effortlessly
Effortlessly
Effortlessly