Back to Top

Oliver Mtukudzi - Munoshusha Lyrics

Oliver Mtukudzi - Munoshusha Lyrics
Official

Inga wani ndakavisa mapondo
Shuwa shuwa ndakavisa mapondo ini
Apa mandinyanya baba munoshusha
Imi baba munonetsa baba munoshusha

Inga jeredzwa rangu ndere mapondo
Shuwa shuwa jeredzwa rangu ndere mapondo imi
Mangwana mangwana mukwasha ndipe makwatsha ayi
Mangwana mangwana mukwasha ndipe nyanga yechipembere

Ndoiwanepi nyanga yendzou ndoiwanepi munonetsa
Ndoiwanepi nyanga yechipembere
Ndoiwanepi nyanga yendzou ndoiwanepi munoshusha
Ndoiwanepi nyanga yechipembere
Ndoiwanepi nyanga yendzou ndoiwanepi munonetsa
Ndoiwanepi nyanga yechipembere
Ndoiwanepi nyanga yendzou ndoiwanepi munoshusha
Ndoiwanepi nyanga yechipembere

Hoi hoi ndakavisa mapondo wani
Shuwa shuwa ndakavisa mapondo
Awunendzwa awundzwa sawira wareva
Awunendzwa awundzwa sawira watonga
Hundzi shuwa tezwara wanyanya rushusho
Shuwa shuwa tezwara wanyanya rushusho yinde mambo

Mangwana mangwana mukwasha ndipe mwana wendzou ayi ka
Mangwana mangwana mukwasha ndipe makwatsha ha

Ukasataro mwana wangu ndotora hezwe
Shuwa shuwa mwana wangu ndotora ayi
Amuhone here mwana mamupa manyemwe
Mamupa mawara
Amuhone here mwana mamupa manyemwe oh

Unondzwa oti kwandinobva ndekwe hutefetefe
Kwandinobva kwandinobva ndekwe hutefetefe ho
Kwandinobva kwandinobva ndekwe hutefetefe
Haiwa tigere

Jeredzwa rangu ndere mapondo imi
Shuwa shuwa jeredzwa rangu ndere mapondo honde mambo

[ Correct these Lyrics ]

We currently do not have these lyrics. If you would like to submit them, please use the form below.

Writer: OLIVER MTUKUDZI
Copyright: Lyrics © Sony/ATV Music Publishing LLC, Downtown Music Publishing

Oliver Mtukudzi - Munoshusha Video
(Show video at the top of the page)

Performed By: Oliver Mtukudzi
Length: 5:27
Written by: OLIVER MTUKUDZI

Tags:
No tags yet