Back to Top

Qounfuzed - Matope Lyrics



Qounfuzed - Matope Lyrics
Official




Wakatindivadza moyo wangu
Kukanya matope nerudo rwangu
Oh wu oh
Kana ukanzwa kuti ndafa
Oh wuu oh
Usauyewo kuzondichema
Noo wuu oh
Nekuti wakanzwa kuti ndafa
Oh wuu oh
Wakafitira kusambochema
Patakasangana hazvina kuuya mupfungwa
Kuti tichazorambana ndoramba ndichikufunga
Ndiani akambodanana nenyoka
Muroyi anobuda kunze kwadoka
Wotadza kuziva paanodzoka
Waitamba uchindinhongesa majoker
Zvese zvandaiisita naye maihweee
Pane waava kutozviita naye somewhere
Zvese Zvandaisiita naye maihweee
Pane waava kutozviita naye somewhere
Oh wuu oh
Kana ukanzwa kuti ndafa
Oh wuu oh
Usauyewo kuzondichema
Noo wuu oh
Nekuti wakanzwa kuti ndafa
Oh wuu oh
Wakafitira kusambochema
Ndakashamisika
Wani ndiwe waitaura zvekuvimbika
Uchiti mumoyo mako wandipfimbika
Ukazosiya pfungwa dzangu dzakavhiringika
Aindipa moyo wakarwadziswa
Kutsanangurira vanhu kwava kunyadzisa
Marwadzo erudo ndiye akandidzidzisa
Chinangwa chake chaiva chekundipfidzisa
Zvandaiita naye maihwee
Pane waaiva kutozviita naye somwhere
ZveseZvandaisita naye maihweee
Pane waava kutozviita naye somewhere
Hazvisi kutambirika
Oh wuu oh
Kana ukanzwa kuti ndafa
Oh wuu oh
Usauyewo kuzondichema
No wuu oh
Nekuti wakanzwa kuti ndafa
Oh wuu oh
Wakafitira kusambochema
Wakaitei ko nenguva yangu
Yandakakuisa pachiva changu
(Hazvisi kutambirika)
Patakasangana hazvina kuuya mupfungwa kuti tichazorambana ndoramba ndichikufunga
Patakasangana mhai
Saka waiva munyama nhai
Kana ukanzwa kuti ndafa
Oh wuu oh
Usauyewo kuzondichema
No wuu oh
Nekuti wakanzwa kuti ndafa
Oh wuu oh
Wakafitira kusambochema
Zvese Zvandaisiita naye
Haa
Pane waava kutozviita naye
Naye
Kutozviita naye
Ndiani akambodanana nenyoka
Waitamba uchindinhongesa maJoker
[ Correct these Lyrics ]

[ Correct these Lyrics ]

We currently do not have these lyrics. If you would like to submit them, please use the form below.


We currently do not have these lyrics. If you would like to submit them, please use the form below.




Wakatindivadza moyo wangu
Kukanya matope nerudo rwangu
Oh wu oh
Kana ukanzwa kuti ndafa
Oh wuu oh
Usauyewo kuzondichema
Noo wuu oh
Nekuti wakanzwa kuti ndafa
Oh wuu oh
Wakafitira kusambochema
Patakasangana hazvina kuuya mupfungwa
Kuti tichazorambana ndoramba ndichikufunga
Ndiani akambodanana nenyoka
Muroyi anobuda kunze kwadoka
Wotadza kuziva paanodzoka
Waitamba uchindinhongesa majoker
Zvese zvandaiisita naye maihweee
Pane waava kutozviita naye somewhere
Zvese Zvandaisiita naye maihweee
Pane waava kutozviita naye somewhere
Oh wuu oh
Kana ukanzwa kuti ndafa
Oh wuu oh
Usauyewo kuzondichema
Noo wuu oh
Nekuti wakanzwa kuti ndafa
Oh wuu oh
Wakafitira kusambochema
Ndakashamisika
Wani ndiwe waitaura zvekuvimbika
Uchiti mumoyo mako wandipfimbika
Ukazosiya pfungwa dzangu dzakavhiringika
Aindipa moyo wakarwadziswa
Kutsanangurira vanhu kwava kunyadzisa
Marwadzo erudo ndiye akandidzidzisa
Chinangwa chake chaiva chekundipfidzisa
Zvandaiita naye maihwee
Pane waaiva kutozviita naye somwhere
ZveseZvandaisita naye maihweee
Pane waava kutozviita naye somewhere
Hazvisi kutambirika
Oh wuu oh
Kana ukanzwa kuti ndafa
Oh wuu oh
Usauyewo kuzondichema
No wuu oh
Nekuti wakanzwa kuti ndafa
Oh wuu oh
Wakafitira kusambochema
Wakaitei ko nenguva yangu
Yandakakuisa pachiva changu
(Hazvisi kutambirika)
Patakasangana hazvina kuuya mupfungwa kuti tichazorambana ndoramba ndichikufunga
Patakasangana mhai
Saka waiva munyama nhai
Kana ukanzwa kuti ndafa
Oh wuu oh
Usauyewo kuzondichema
No wuu oh
Nekuti wakanzwa kuti ndafa
Oh wuu oh
Wakafitira kusambochema
Zvese Zvandaisiita naye
Haa
Pane waava kutozviita naye
Naye
Kutozviita naye
Ndiani akambodanana nenyoka
Waitamba uchindinhongesa maJoker
[ Correct these Lyrics ]
Writer: Mcdonald Sheldon
Copyright: Lyrics © O/B/O DistroKid

Back to: Qounfuzed



Qounfuzed - Matope Video
(Show video at the top of the page)


Performed By: Qounfuzed
Length: 4:17
Written by: Mcdonald Sheldon

Tags:
No tags yet